Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 kana kuti, “Ndiani achadzika mugomba rakadzikisisa.” (Kundounza Kristu kubva kuvakafa).

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 kana, ndianiko ucaɓurukira kwakadzika‐dzika? (ndiko kuɓuɗisa Kristu kuʋakafa.)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 kana, “Ndianiko achaburukira kwakadzika-dzika?” (Ndiko kubudisa Kristu kuvakafa.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 kana kuti, “Ndiani achadzika mugomba rakadzikisisa.” (Kundounza Kristu kubva kuvakafa).

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 kana, kuti, ‘Ndianiko achaburukira kwakadzika?’ (ndiko, kubudisa Kristu kubva kuvakafa).”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 10:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy