Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kunyange zvazvo vachiziva chirevo chaMwari chinoti vanoita zvakadaro vanofanira kufa, havangoita izvozvo chete asi kuti vanotobvumirana navanoita izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Aʋo, kunyaŋge ʋaciziʋa haʋo cireʋo caMŋari, kuti ʋanoita ɀakaɗai ʋakafanirwa norufu, haʋaiti iɀo ɓedzi, asi ʋanotenderana naʋanoɀiita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Avo, kunyange vachiziva havo chirevo chaMwari, kuti vanoita zvakadai vakafanirwa norufu, havaiti izvo bedzi, asi vanotenderana navanozviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kunyange zvazvo vachiziva chirevo chaMwari chinoti vanoita zvakadaro vanofanira kufa, havangoita izvozvo chete asi kuti vanotobvumirana navanoita izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kunyange zvavo vachiziva mutemo wakarurama waMwari kuti avo vanoita zvakadai vakafanirwa norufu, havarambi vachiita zvinhu izvi bedzi, asi kuti vanotenderanawo navanozviita.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 1:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy