ƲaKorose 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana tsamba iyi yaverengwa pakati penyu, ngaiverengwewo musangano rovokuRaodhesia. Imiwo munofanira kuzoverenga yokuRaodhesia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana ŋwadi iyi yarabga pakati penyu, ŋgairabge ʋo mukereke yaʋaRaodikia; imi ʋo muraʋe ŋwadi inobva Raodikia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Kana tsamba iyi yarawa pakati penyu, ngairawewo musangano ravaRaodhikia; imiwo murave tsamba inobva Raodhikia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana tsamba iyi yaverengwa pakati penyu, ngaiverengwewo musangano rovokuRaodhesia. Imiwo munofanira kuzoverenga yokuRaodhesia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mushure mokuverengwa kwetsamba kwamuri, muone kuti yaverengwawo mukereke yeRaodhikea uye kuti nemiwo muverenge tsamba inobva kuRaodhikea. Viz kapitola |