Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Aristarko, musuŋgwa pamŋe cete neni, unokukwazisai, naMarko, hama yaBarnabasi, (makarairwa pamsoro pake; kana aciȿika, mumugamucirei);

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Arisitakusi, musungwa pamwechete neni, anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi, mumugamuchire;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Musungwa pamwe chete neni Aristakusi anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi anokukwazisaiwo. (Makarayirwa zvokuita naye; kana asvika kwamuri, mumugamuchire.)

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 4:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy