ƲaKorose 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino chisiyanai nazvo zvose zvinoti: hasha, noukasha, nouipi nokureva vamwe nokutaura zvinonyadzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ɀino, imi ʋo, bvisai iɀi ɀose, ɀinoti: Hasha, nokutsamŋa, nokuʋeŋga, nokutuka, nokutaura ɀinonyadzisa nomuromo wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi zvino, imiwo, bvisai izvi zvose, zvinoti: Hasha, nokutsamwa, nokuvenga, nokutuka, nokutaura zvinonyadzisa nomuromo wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chisiyanai nazvo zvose zvinoti: hasha, noukasha, nouipi nokureva vamwe nokutaura zvinonyadzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi zvino munofanira kuzvidzora pane zvose zvakadai sezvizvi zvinoti: kutsamwa, hasha, ruvengo, makuhwa, nokutaura zvakaora zvichibva pamiromo yenyu. Viz kapitola |