ƲaKorose 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Pamusana paizvozvi Mwari ari kuuya akashatirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuɗa kwaiɀoɀi kutsamŋa kwaMŋari kunoʋuya pamsoro paʋana ʋokusaterera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuda kwaizvozvi kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro pavana vokusateerera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pamusana paizvozvi Mwari ari kuuya akashatirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuda kwaizvozvi, kutsamwa kwaMwari kuri kuuya. Viz kapitola |