ƲaKorose 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndinodaro nokuti makafa uye kuti upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti makafa, ʋupenyu bgenyu bgakaʋigwa pamŋe cete naKristu munaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti makafa, upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinodaro nokuti makafa uye kuti upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari. Viz kapitola |