ƲaKorose 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kana makamuka pamwechete naKristu kudai tswakai zviri kumusoro kuna Kristu kwaagere kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Naiɀoɀo, kana makamutswa pamŋe cete naKristu, tȿakai ɀiri kumsoro, uko kunaKristu, ugere kurudyi rwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Naizvozvo, kana makamutswa pamwechete naKristu, tsvakai zviri kumusoro, uko kuna Kristu, agere kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kana makamuka pamwechete naKristu kudai tswakai zviri kumusoro kuna Kristu kwaagere kurudyi rwaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Sezvo, zvino, makamutswa pamwe chete naKristu, isai mwoyo yenyu pazvinhu zviri kumusoro, uko kugere Kristu kuruoko rworudyi rwaMwari. Viz kapitola |