ƲaKorose 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 nokubatirira kumusoro unopa muviri wose chokudya uye unoubatanidza nenhengo namarunda unokura uchikuriswa naiye Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 asiŋgaɓatisisi Musoro, uyo, maari muʋiri wose unosimbiswa nokusuŋganidzwa neɀisuŋgo namarunda, ndokukura nokukurisa kwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 asingabatisisi Musoro, uyo, maari muviri wose unosimbiswa nokusunganidzwa nezvisungo namarunda, ndokukura nokukurisa kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokubatirira kumusoro unopa muviri wose chokudya uye unoubatanidza nenhengo namarunda unokura uchikuriswa naiye Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akarasika kubva paMusoro, uyo kubva pauri muviri wose, wakasimbiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nemitezo yawo namarunda, unokura sezvinoda Mwari. Viz kapitola |