Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Marongerwo ezvinhu izvi akamira akadaizvi: vapristi vanopinda nguva dzose muNzvimbo Tsvene yokunze vachiita basa ravo asi mutendhe yechipiri

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀinhu iɀi ɀakati ɀagadzirwa saiɀoɀo, ʋaprista ʋaipinda mutabernakeri yokutaŋga ŋguʋa dzose, ʋaciɓata maɓasa okushumira Mŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvinhu izvi zvakati zvagadzirwa saizvozvo, vapristi vaipinda mutabhenakeri yokutanga nguva dzose, vachibata mabasa okushumira Mwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Marongerwo ezvinhu izvi akamira akadaizvi: vapristi vanopinda nguva dzose muNzvimbo Tsvene yokunze vachiita basa ravo asi mutendhe yechipiri

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zvinhu zvose zvakati zvagadzirwa saizvozvi, vaprista vaizopinda mukamuri yokutanga nguva dzose vachiita ushumiri hwavo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 9:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy