ƲaHeberu 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndokusaka, Mosesi paakapedza kutaurira vanhu vose mirao iri mumutemo, akatora ropa remhuru nerembudzi pamwe nemvura akazvisasa pagwaro roMutemo napavanhu vose achisevenzesa wuru tsvuku nekasanzu kemuhisopo; achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti ɀireʋo ɀose ɀakati ɀataurwa kuʋanhu ʋose naMosesi seɀakareʋa murairo, iye akatora ropa remhuru nerembudzi, pamŋe cete nemvura namakushe matȿuku, nehisopi, akasasa buku imene naʋanhu ʋose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nokuti zvirevo zvose zvakati zvataurwa kuvanhu vose naMosesi sezvakareva murayiro, iye akatora ropa remhuru nerembudzi, pamwechete nemvura namakushe matsvuku, nehisopi, akasasa bhuku imene navanhu vose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndokusaka, Mosesi paakapedza kutaurira vanhu vose mirao iri mumutemo, akatora ropa remhuru nerembudzi pamwe nemvura akazvisasa pagwaro roMutemo napavanhu vose achisevenzesa wuru tsvuku nekasanzu kemuhisopo; achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mozisi paakaparidza mirayiro yose kuvanhu vose, akatora ropa remhuru, pamwe chete nemvura, neshinda tsvuku uye namapazi ehisopi, akasasa pabhuku rakapetwa uye napavanhu. Viz kapitola |