ƲaHeberu 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti unoʋapa mhoȿa, aciti: Tarirai, mazuʋa anoʋuya, ndiɀo ɀinotaura Ishe, Andicaita nawo suŋgano itȿa neimba yaIsraeri, ʋuye neimba yaJuda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti anovapa mhosva, achiti, “Tarirai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Ishe, Andichaita nawo sungano itsva neimba yaIsiraeri, uye neimba yaJudha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Mwari akaona kukanganisa kwavanhu ava akati: “Nguva inouya, ndizvo zvinotaura Ishe, yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri, uye neimba yaJudha, Viz kapitola |