ƲaHeberu 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nokuti ɗai aiʋa panyika, uŋgaɗai asina‐kuʋa muprista, nokuti ʋaprista ʋari’po, ʋanoɓayira Mŋari ɀipo seɀinorebga nomurairo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 nokuti dai aiva panyika, angadai asina kuva mupristi, nokuti vapristi varipo, vanobayira Mwari zvipo sezvinorehwa nomurayiro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Dai akanga ari panyika, angadai asina kuva muprista, nokuti vaprista vakanga varipo kare vaibayira zvipo sezvakarehwa nomurayiro. Viz kapitola |