Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mumŋe nomumŋe haaŋgazodzidzisi wokwake, Kana mumŋe nomumŋe hama yake, aciti: Ziʋa Ishe; Nokuti ʋose ʋacandiziʋa, Kubva kumuɗuku kuȿikira kumukuru pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mumwe nomumwe haangazodzidzisi wokwake, Kana mumwe nomumwe hama yake, ichiti, ‘Ziva Ishe;’ Nokuti vose vachandiziva, Kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Hakuna munhu achazodzidzisa muvakidzani wake, kana munhu kudzidzisa hama yake, achiti, ‘Ziva Ishe,’ nokuti vose vachandiziva, kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 8:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy