Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Hongu, Mutemo unogadza vanhu vane utera kuti vave vapristi vakuru, asi izwi remhiko, rakazouya mushure moMutemo, rakagadza Mwanakomana, akaita mururami nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Nokuti murairo unogadza ʋanhu ʋanoʋutera, kuti ʋaʋe ʋaprista ʋakuru; asi shoko rokupika, rakateʋera murairo, rinogadza Mŋanakomana, wakakwaniswa nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Nokuti murayiro unogadza vanhu vanoutera, kuti vave vapristi vakuru; asi shoko rokupika, rakatevera murayiro, rinogadza Mwanakomana, akakwaniswa nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Hongu, Mutemo unogadza vanhu vane utera kuti vave vapristi vakuru, asi izwi remhiko, rakazouya mushure moMutemo, rakagadza Mwanakomana, akaita mururami nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Nokuti murayiro unogadza vanhu vano utera savaprista vakuru; asi mhiko yakauya shure kwomurayiro, yakagadza Mwanakomana, uyo akakwaniswa nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 7:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy