ƲaHeberu 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Iʋo ʋaiʋa ʋaprista ʋazhinji, nokuti ʋakadziʋiswa norufu kugara nokusiŋgaperi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ivo vaiva vapristi vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino kwakava navazhinji vavaprista, nokuti rufu rwakavatadzisa kupfuurira mberi paushumiri; Viz kapitola |