ƲaHeberu 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Izvi hazvina kuitwa pasina mhiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye ɀe, ɀaasina‐kuitwa muprista kusinemhiko; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Uyezve, zvaasina kuitwa mupristi kusina mhiko; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Izvi hazvina kuitwa pasina mhiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye hazvina kuitwa pasina mhiko! Vamwe vakava vaprista pasina kana mhiko zvayo, Viz kapitola |