ƲaHeberu 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 (nokuti mutemo hauna chaunoruramisa) ukuwo uku kwakauya chitarisiro chitsva chiri nani chinotibatsira kuswedera kuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 (nokuti murairo hauna‐kukwanisa cinhu), ɀino tariro, inopfuʋura nokunaka, ikaiswa’po, yatinosweɗera nayo kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 (nokuti murayiro hauna kukwanisa chinhu), zvino tariro, inopfuura nokunaka, ikaiswapo, yatinoswedera nayo kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 (nokuti mutemo hauna chaunoruramisa) ukuwo uku kwakauya chitarisiro chitsva chiri nani chinotibatsira kuswedera kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 (nokuti murayiro hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana), uye tariro iri nani inoziviswa, yatinoswededzwa nayo pedyo naMwari. Viz kapitola |