ƲaHeberu 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti zvinoti, uku murairo wakare wakabviswa pamusana pokushaya simba nokushaya maturo kwawo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti murau wokutaŋga unokoneswa nokuɗa kwoʋutera bgawo, ʋuye nokuti haunamaturo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti murau wokutanga unokoneswa nokuda kwoutera hwawo, uye nokuti hauna maturo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti zvinoti, uku murairo wakare wakabviswa pamusana pokushaya simba nokushaya maturo kwawo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Murau wokutanga wakaiswa padivi nokuti wakanga une utera uye usina maturo Viz kapitola |