ƲaHeberu 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Izvi zvinobva zvanyatsobuda pachena–chena kana mumwe mupristi wakafanana naMerekizedheki womuka Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Iɀi ɀinoratidzwa ʋo kwaɀo, kana kucimuka mumŋe muprista wakafanana naMerkisedeki, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Izvi zvinoratidzwawo kwazvo, kana kuchimuka mumwe mupristi akafanana naMerekizedheki, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Izvi zvinobva zvanyatsobuda pachena–chena kana mumwe mupristi wakafanana naMerekizedheki womuka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye zvatataura zvinotova pachena kunyanya kana mumwe muprista akaita saMerikizedheki achionekwa, Viz kapitola |