ƲaHeberu 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Nokuti iye Merekizedheki uyu, mambo weSaremu, mupristi waMwari Wokumusororo, akachingurana naAbhurahamu akanga achidzoka kubva kwaakanga andouraya madzimambo. Merekizedheki akakomborera Abhurahamu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokuti Merkisedeki uyo, mambo weSaremi, muprista waMŋari Wokumsoro‐soro, wakasoŋgana naAbrahama pakudzoka kwake andoʋuraya madzimambo, akamuropafadza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nokuti Merekizedheki uyo, mambo weSaremi, mupristi waMwari Wokumusoro-soro, akasangana naAbhurahamu pakudzoka kwake andouraya madzimambo, akamuropafadza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nokuti iye Merekizedheki uyu, mambo weSaremu, mupristi waMwari Wokumusororo, akachingurana naAbhurahamu akanga achidzoka kubva kwaakanga andouraya madzimambo. Merekizedheki akakomborera Abhurahamu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Merikizedheki uyu aiva mambo weSaremu, uye aiva muprista waMwari Wokumusoro-soro. Akasangana naAbhurahama pakudzoka kwake achibva kundokunda madzimambo, akamuropafadza, Viz kapitola |