ƲaHeberu 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo ngatichimbosiyai zvidzidzo zvechikristu zvokutanga, tiende mberi kuzvidzidzo zvechikuru, tirege kunge tichadzokerazve mukuvaka ugaro hwezvokupinduka kubva kumabasa akafa, nehwezvechitendero kuna Mwari kana kuti Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Naiɀoɀo ŋgatisiye shoko rokutaŋga kwaKristu, tipfuʋurire mberi pakukwaniswa, tisiŋgaisi ɀe nheyo dzokutendeʋuka pamaɓasa akafa, nedzokutenda kunaMŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Naizvozvo ngatisiye shoko rokutanga kwaKristu, tipfuurire mberi pakukwaniswa, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka pamabasa akafa, nedzokutenda kuna Mwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo ngatichimbosiyai zvidzidzo zvechikristu zvokutanga, tiende mberi kuzvidzidzo zvechikuru, tirege kunge tichadzokerazve mukuvaka ugaro hwezvokupinduka kubva kumabasa akafa, nehwezvechitendero kuna Mwari kana kuti Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Naizvozvo ngatisiyei dzidziso dzokutanga pamusoro paKristu uye tipfuurire mberi mukukura, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka kubva pamabasa anotungamirira kurufu, uye nokutenda muna Mwari, Viz kapitola |