ƲaHeberu 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Sokutaura kwaanoita zvakare pane imwe ndima achiti, “Iwe uri mupristi nokusingaperi wegovero raMerekizedheki.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Seɀaanoreʋa ʋo paneimŋe nɀimbo, aciti: Ndiwe Muprista nokusiŋgaperi Unorudzi naMerkisedeki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Sezvaanorevawo pane imwe nzvimbo, achiti, “Ndiwe Mupristi nokusingaperi Unorudzi naMerekizedheki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Sokutaura kwaanoita zvakare pane imwe ndima achiti, “Iwe uri mupristi nokusingaperi wegovero raMerekizedheki.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye akati, pane imwe nzvimbo, “Ndiwe muprista nokusingaperi, worudzi rwaMerikizedheki.” Viz kapitola |