Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Hakunomunhu uŋgaɀitorera ɓasa iri rinokudzwa, asi kana aciɗanwa naMŋari saiye Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hakuna munhu angazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidanwa naMwari saiye Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Hapana munhu anozvipa kukudzwa uku; anofanira kudanwa naMwari, sezvakaitwa Aroni.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 5:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy