Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi ɀokudya ɀikukutu ndeɀaʋakuru, ʋanokuziʋa kwakadzidziswa, nenzira yokuroʋedzwa, kuziʋisisa ɀakanaka neɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, avo vakazvidzidzisa nokuramba vachizviita, kutsaura zvakanaka kubva kune zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 5:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy