Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Isu takatenda tinopinda muzororo iroro sokureva kwaakaita achiti, “Sokupika kwandakaita, ndakashatirwa, ndichiti havachazombopinda muzororo rangu,” kunyange zvazvo mabasa ake akapera kubvira pakuvamba kwapasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti isu ʋakatenda, tinopinda pazororo irero, seɀaakareʋa, aciti: Naiɀoɀo ndakapika pakutsamŋa kwaŋgu, ndikati: Haʋaŋgapindi muzororo raŋgu; kunyaŋge maɓasa ake akaŋga akwaniswa kubva pakuʋambga kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti isu takatenda, tinopinda pazororo irero, sezvaakareva, achiti, “Naizvozvo ndakapika pakutsamwa kwangu, ndikati, ‘Havangapindi muzororo rangu.’ ” Kunyange mabasa ake akanga akwaniswa kubva pakuvambwa kwenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Isu takatenda tinopinda muzororo iroro sokureva kwaakaita achiti, “Sokupika kwandakaita, ndakashatirwa, ndichiti havachazombopinda muzororo rangu,” kunyange zvazvo mabasa ake akapera kubvira pakuvamba kwapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino isu tinotenda tinopinda muzororo iroro, sezvakareva Mwari achiti, “Naizvozvo ndakapika mhiko mukutsamwa kwangu, kuti, ‘Havazopindi muzororo rangu.’ ” Uye kunyange zvakadaro basa rake akapedza kubva pakusikwa kwenyika.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 4:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy