Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Nokuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwatiri sezvarakaitwa kwavari asi Shoko iri harina zvarakabatsira, nokuti harina kusvikowana chitendero muna ivavo vakarinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti nesu ʋo takaparidzirwa Evaŋgeri, saiʋo; asi shoko raʋakanzwa, harina‐kuʋaɓatsira, nokuti harina‐kuveŋganiswa nokutenda kwaiʋo ʋakanzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti nesuo takaparidzirwa Vhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nokuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwatiri sezvarakaitwa kwavari asi Shoko iri harina zvarakabatsira, nokuti harina kusvikowana chitendero muna ivavo vakarinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Nokuti nesuwo takanzwa vhangeri richiparidzwa kwatiri, saivo; asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira, nokuti ivo vakarinzwa havana kuribatanidza nokutenda.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 4:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy