ƲaHeberu 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaŋga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMosesi ʋo muimba yake yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMosesiwo mumhuri yake yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari. Viz kapitola |