ƲaHeberu 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Wakanzwa shuŋgu makore anamakumi manna pamsoro paʋanani? Haʋazi iʋo ʋakatadza, mitumbu yaʋo ikawira murenje here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akanzwa shungu makore ana makumi mana pamusoro pavanaani? Havazi ivo vakatadza, mitumbi yavo ikawira murenje here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye ndivanaaniko vaakatsamwira kwamakore makumi mana? Havazivo here vaya vakatadza, vane mitumbi yakawira murenje? Viz kapitola |