ƲaHeberu 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti kana shoko riya rakarehwa navatumwa riri rechokwadi, uyezve kana kukanganisa kose nokusateerera kwakapihwa chirango chakaenzanirana nazvo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti kana shoko, rakaŋga rataurwa naʋatumŋa, rakaŋga rakasimba, ʋuye kana kuɗarika nokusaterera kwose kwakapiwa muɓairo wakarurama, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti kana shoko rakanga rataurwa navatumwa, rakanga rakasimba, uye kana kudarika nokusateerera kwose kwakapiwa mubayiro wakarurama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti kana shoko riya rakarehwa navatumwa riri rechokwadi, uyezve kana kukanganisa kose nokusateerera kwakapihwa chirango chakaenzanirana nazvo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti kana shoko rakataurwa navatumwa rakanga rakasimba, uye kana kudarika nokusateerera kwose kwakapiwa chirango chakafanira, Viz kapitola |