ƲaHeberu 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti uyo, unoʋaita ʋatȿene, naiʋo ʋanoitwa ʋatsene, ʋose ʋakabva kunomumŋe; nemhaka iyi haanenyadzi kuʋaidza hama, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vose, iye anoita kuti vanhu vave vatsvene uye avo vanoitwa vatsvene ndevemhuri imwe chete. Saka Jesu haana nyadzi kuti avaidze hama. Viz kapitola |