Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvaikodzera kuti muridzi wezvinhu zvose, iye nyakuita kuti zvivepo, zvaaida kuendesa vana vazhinji mumbiri, aite kuti namatambudziko, mutungamiriri wavo ave wakaruramisisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti ɀakaŋga ɀakafanira kuti iye, wakaitirwa ɀinhu ɀose, ʋuye wakaita ɀinhu ɀose, pakuisa kwake ʋanakomana ʋazhinji pakubginya, akwanise Mutuŋgamiriri wokuponeswa kwaʋo nenzira yokutambudzika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti zvakanga zvakafanira kuti iye, akaitirwa zvinhu zvose, uye akaita zvinhu zvose, pakuisa kwake vanakomana vazhinji pakubwinya, akwanise Mutungamiriri wokuponeswa kwavo nenzira yokutambudzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvaikodzera kuti muridzi wezvinhu zvose, iye nyakuita kuti zvivepo, zvaaida kuendesa vana vazhinji mumbiri, aite kuti namatambudziko, mutungamiriri wavo ave wakaruramisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mukuuyisa vanakomana vazhinji pakubwinya, zvakanga zvakafanira kuti Mwari iye akaitirwa zvinhu zvose uye akaita kuti zvinhu zvose zvivepo, aite muvambi woruponeso rwazvo rwakakwana nenzira yokutambudzika.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 2:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy