Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Chinhu chakanaka kusimbiswa mwoyo nenyasha kwete nemitemo yezvokudya isina kumbobatsira vanoichengeta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Musatorwa nedzidziso dzimŋe dzisiŋgazikanwi; nokuti ɀakanaka kuti mŋoyo usimbiswe nenyasha; urege kusimbiswa neɀokudya ɀisinakuɓatsira ʋakafamba maɀiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzisingazikanwi; nokuti zvakanaka kuti mwoyo usimbiswe nenyasha; urege kusimbiswa nezvokudya zvisina kubatsira vakafamba mazviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chinhu chakanaka kusimbiswa mwoyo nenyasha kwete nemitemo yezvokudya isina kumbobatsira vanoichengeta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzose dzose dzisingazivikanwi. Zvakanaka kuti mwoyo yedu isimbiswe nenyasha, kwete nezvokudya zvemitambo, zvisina kubatsira vaya vakazvidya.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 13:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy