Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndinokukumbirisai hama dzangu kuti mungotirirawo zvenyu mashoko angu okukurudzira nokuti ndanyora kwamuri muchidimu dimu chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi ndinokurairai, hama dzaŋgu, kuti mutende neshoko rokuraira, nokuti ndakakunyorerai mashoko mashoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi ndinokurayirai, hama dzangu, kuti mutende neshoko rokurayira, nokuti ndakakunyorerai mashoko mashoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndinokukumbirisai hama dzangu kuti mungotirirawo zvenyu mashoko angu okukurudzira nokuti ndanyora kwamuri muchidimu dimu chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Hama dzangu ndinokurayirai kuti mutende shoko rangu rokurayira, nokuti ndakunyorerai tsamba duku.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 13:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy