ƲaHeberu 11:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 nokuda kokuti Mwari akanga afanoona zviri nani kwatiri kuti havakwanisi kururamiswa vasinesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 nokuti Mŋari wakaŋga atigadzirira cimŋe cinhu cinopfuʋura nokunaka, kuti iʋo ʋarege kukwaniswa kunze kweɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 nokuti Mwari akanga atigadzirirwa, chimwe chinhu chinopfuura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 nokuda kokuti Mwari akanga afanoona zviri nani kwatiri kuti havakwanisi kururamiswa vasinesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Mwari akanga atigadzirira chimwe chinhu chiri nani pakunaka, kuitira kuti ivo pamwe chete nesu tigoitwa vakakwana. Viz kapitola |