Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatso‐roŋgedzwa nenzwi raMŋari, naiɀoɀo ɀinhu, ɀinoʋonekwa, hazina‐kuitwa neɀinhu ɀinoʋonekwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari, zvokuti zvinhu zvinoonekwa zvakaitwa kubva pane zvinhu zvisingaonekwi.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy