Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ndikati: Tarirai, ndaʋuya, (Pabuku yakapetwa pakanyorwa ɀaŋgu) Kuti ndiite kuɗa kwenyu, imi Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino ndikati, ‘Tarirai, ndauya, (Mubhuku yakapetwa makanyorwa nezvangu) Kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo ini ndakati, ‘Ndiri pano, mubhuku rakapetwa makanyorwa nezvangu, ndauya kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 10:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy