Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 10:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 “Kwangosara kanguva kaduku duku uya anonzi achauya ari kuuya, haachanonoki;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Nokuti kaŋguʋa kaɗuku‐ɗuku kaci’ko, Iye unoʋuya, ucaʋuya, asiŋganonoki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 “Nokuti kanguva kaduku-duku kachiko, Iye anouya, achauya, asinganonoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 “Kwangosara kanguva kaduku duku uya anonzi achauya ari kuuya, haachanonoki;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Nokuti kanguva kaduku duku kasara, “Iye anouya, achauya, asinganonoki.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 10:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy