ƲaHeberu 10:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Munofanira kutirira kuti muite kuda kwaMwari kuitirawo kuti mugamuchire zvakatsidzirwa zvinoti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti munofanira kuʋa nokutsuŋgirira, kuti, kana maita kuɗa kwaMŋari, mugopiwa cipikirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti munofanira kuva nokutsungirira, kuti, kana maita kuda kwaMwari, mugopiwa chipikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Munofanira kutirira kuti muite kuda kwaMwari kuitirawo kuti mugamuchire zvakatsidzirwa zvinoti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Munofanira kutsungirira kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari mugogamuchira zvaakavimbisa. Viz kapitola |