ƲaHeberu 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 pamŋe nokuti makaitwa cinhu cinotarirwa nokuɀidzwa nokutambudzwa; pamŋe nokuti makagoʋana naiʋo ʋakaitirwa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pane dzimwe nguva makatukwa uye mukatambudzwa pachena; pane dzimwe nguva makagovana navo vakaitirwawo izvozvo. Viz kapitola |