ƲaHeberu 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi zvibayiro izvozvi zvinoyeuchidza zvitadzo gore negore Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi neɀiɓayiro iɀoɀi ʋanoyeʋudzirwa ɀiʋi gore rimŋe nerimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi nezvibayiro izvozvi vanoyeudzirwa zvivi gore rimwe nerimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi zvibayiro izvozvi zvinoyeuchidza zvitadzo gore negore Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti vanonamata vangadai vakanatswa kamwe chete zvikapera, uye vangadai vasina kuzonzwazve mhosva yezvivi zvavo gore roga roga, Viz kapitola |