ƲaHeberu 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 aitwawo mukuru kuvatumwa vedenga sezita raakanga apiwa rakanyanya kunaka kupfuura ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akapfuʋura ʋatumŋa nokunaka saiɀoɀo, sezita raakagara nhaka yaro, rakanyanya kunaka kupfuʋura raʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 akapfuura vatumwa nokunaka saizvozvo, sezita raakagara nhaka yaro, rakanyanya kunaka kupfuura ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 aitwawo mukuru kuvatumwa vedenga sezita raakanga apiwa rakanyanya kunaka kupfuura ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka akava mukuru kupfuura vatumwa sezvo zita raakapiwa nhaka yaro rakanyanya kunaka kupfuura ravo. Viz kapitola |