ƲaFiripi 2:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 nokuti akaisa upenyu rwake parumano zvokutoda kufira basa raKristu kuti andipe rubatsiro rwamakanga musingakwanisi kundipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 nokuti nokuɗa kweɓasa raKristu wakaŋga oɗo‐kufa, akasaraŋgarira ʋupenyu bgake, aciɗa kukwanisa pamakaŋga musiŋgagoni kundishumira imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 nokuti nokuda kwebasa raKristu akanga oda kufa, akasarangarira upenyu hwake, achida kukwanisa pamakanga musingagoni kundishumira imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 nokuti akaisa upenyu rwake parumano zvokutoda kufira basa raKristu kuti andipe rubatsiro rwamakanga musingakwanisi kundipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 nokuti akapotsa afa nokuda kwebasa raKristu, akaisa upenyu hwake panjodzi kuti akwanise kubatsira kwamakanga musingagoni kundiitira imi. Viz kapitola |