ƲaFiripi 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Musaite chii zvacho pamusana pokungozvifunga kana pamusana pokuzvikudza. Asi zvirerekei mutore vamwe savari nani kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 musiŋgaiti cinhu nenharo, kana nokuɀikudza, asi mumŋe nomumŋe ŋgaati nomŋoyo unoɀininipisa, ʋamŋe ʋanomupfuʋura iye pakunaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 musingaiti chinhu nenharo, kana nokuzvikudza, asi mumwe nomumwe ngaati nomwoyo unozvininipisa, vamwe vanomupfuura iye pakunaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Musaite chii zvacho pamusana pokungozvifunga kana pamusana pokuzvikudza. Asi zvirerekei mutore vamwe savari nani kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Musaita chinhu nomwoyo wokuchiva kana kuzvikudza, asi mukuzvininipisa muchionawo vamwe kuti vari nani kupfuura imi. Viz kapitola |