ƲaFiripi 2:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Naiɀoɀo mumugamucirei munaShe nomufaro wose, ʋuye mukudze ʋakaɗai; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Naizvozvo mumugamuchire muna Ishe nomufaro wose, uye mukudze vakadai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mugamuchirei muna She nomufaro mukuru, uye mukudze munhu akaita saiyeye, Viz kapitola |