ƲaFiripi 2:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Naiɀoɀo ndakashiŋgaira kumutuma kwamuri, kuti mumuʋone, mufare ɀe, neni ndirege kuʋa nenhamo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Naizvozvo ndinoshinga kwazvo kuti ndimutume, kuti pamunomuonazve mugofara uye ini ndive nokufunganya kushoma. Viz kapitola |