Online Bible

- Reklamy -




ƲaFiripi 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi munoziʋa kutendeka kwake, kuti wakaɓata pamŋe cete neni paEvaŋgeri, somŋana unoɓatira ɓaɓa ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi munoziva kutendeka kwake, kuti akabata pamwechete neni paVhangeri, somwana anobatira baba vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi hunhu hwaTimoti munohuziva kuti akashanda neni pane zveShoko Rakanaka somwana nababa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi munoziva kuti Timoti akaratidza kutendeka kwake, nokuti somwanakomana ana baba vake akashanda neni mubasa revhangeri.

Viz kapitola kopírovat




ƲaFiripi 2:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy