Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 6:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ndakamutuma kwamuri neshoko iri, kuti muziʋe ɀinhu ɀeɗu, anyaradze mŋoyo yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 ndakamutuwa kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze mwoyo yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ndiri kumutuma kwamuri nokuda kwechinangwa ichi, kuti muzive zvatiri, uye kuti akukurudzirei.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 6:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy