ƲaEfeso 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndikumbirireiwo ini kuti ndiwaniswe mashoko pandinenge ndave kuda kutaura kuti ndiparidze nechivindi chakavandika chiya chezveShoko Rakanaka Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 neni ʋo, kuti ndipiwe shoko kana ndicishamisa muromo waŋgu, kuti ndiɗudzire ndisiŋgatyi ɀakaʋanzika ɀeEvaŋgeri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 neniwo, kuti ndipiwe shoko kuti ndidudzire ndisingatyi zvakavanzika zveVhangeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndikumbirireiwo ini kuti ndiwaniswe mashoko pandinenge ndave kuda kutaura kuti ndiparidze nechivindi chakavandika chiya chezveShoko Rakanaka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Munyengeterere neniwo, kuti pose pandinoshama muromo wangu, ndipiwe mashoko kuitira kuti ndigozivisa chakavanzika chevhangeri ndisingatyi, Viz kapitola |