ƲaEfeso 4:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Shuŋgu dzose, nokutsamŋa, nehasha, nokupopota, nokutuka, neɀakaipa ɀose, ŋgaɀibviswe kwamuri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Shungu dzose, nokutsamwa, nehasha, nokupopota, nokutuka, nezvakaipa zvose, ngazvibviswe kwamuri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Bvisai shungu dzose, hasha nokutsamwa, kupopota namakuhwa pamwe chete nokuvenga kwose. Viz kapitola |